Ruka 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino Pita navamwe vaaiva navo vakanga vabatwa kwazvo nehope. Pavakati pepu vakaona kupenya kwake navaviri vaya vamire naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino Petro, naʋaiʋa naye, ʋakaŋga ʋaɓatwa nehope; asi ʋakati ʋacipepuka, ʋakaʋona kubginya kwake, naʋarume ʋaʋiri ʋamire naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Zvino Petirosi, navaiva naye, vakanga vabatwa nehope; asi vakati vachipepuka, vakaona kubwinya kwake, navarume vaviri vamire naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino Pita navamwe vaaiva navo vakanga vabatwa kwazvo nehope. Pavakati pepu vakaona kupenya kwake navaviri vaya vamire naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvino Pita navamwe vaaiva navo vakanga vabatwa kwazvo nehope. Pavakati pepu vakaona kupenya kwake navaviri vaya vamire naye. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Petro navaaiva navo vakanga vava kubatwa nehope, asi vakati vanyatsomuka, vakaona kubwinya kwake uye varume vaviri vamire naye. See the chapter |