Ruka 9:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 kutarisika kwavo kwaipenya. Vaitaura nezvokutisiya kwake kwaaizozadzisa kuJerusaremu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋakaʋonekwa ʋacibginya, ʋakataura ɀokuenda kwake, kwaakaŋga ondopedzisa paJerusarema. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Vakaonekwa vachibwinya, vakataura zvokuenda kwake, kwaakanga ondopedzisa muJerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 kutarisika kwavo kwaipenya. Vaitaura nezvokutisiya kwake kwaaizozadzisa kuJerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 kutarisika kwavo kwaipenya. Vaitaura nezvokutisiya kwake kwaaizozadzisa kuJerusaremu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 vakaonekwa vari mukubwinya, vachitaura naJesu. Vakataura pamusoro pokuzoenda kwake, kwaakanga ondozadzisa paJerusarema. See the chapter |