Ruka 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akati kwavari, “Musatakure zvinhu zverwendo zvinoti tsvimbo kana nhava kana chingwa kana mari. Musave nehembe mbiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akati kwaʋari: Musatoŋgotora ɀomunzira, kana muɗonɀo, kana homboɗo, kana ciŋgwa, kana mari; musaʋa neŋguʋo mbiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Akati kwavari, “Musatongotora zvomunzira, kana mudonzvo, kana hombodo, kana chingwa, kana mari; musava nenguo mbiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akati kwavari, “Musatakure zvinhu zverwendo zvinoti tsvimbo kana nhava kana chingwa kana mari. Musave nehembe mbiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akati kwavari, “Musatakure zvinhu zverwendo zvinoti tsvimbo kana nhava kana chingwa kana mari. Musave nehembe mbiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akavarayira achiti, “Musatakura chinhu parwendo, mudonzvo, kana hombodo, kana chingwa, kana mari, kana imwe nguo. See the chapter |