Ruka 9:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ani naani anondinyara kana kunyara mazwi angu, Mwanakomana womunhu achamunyarawo kana wouya mumbiri yake nomumbiri yaBaba neyavatumwa vatsvene. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nokuti aninani unonyara pamsoro paŋgu namashoko aŋgu, Mŋanakomana womunhu ucanyara ʋo pamsoro pake musi waanoʋuya nokubginya kwake nokwaƂaɓa, nokwaʋatumŋa ʋatȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 “Nokuti ani naani anonyara pamusoro pangu namashoko angu, Mwanakomana womunhu achanyarawo pamusoro pake musi waanouya nokubwinya kwake nokwaBaba, nokwavatumwa vatsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ani naani anondinyara kana kunyara mazwi angu, Mwanakomana womunhu achamunyarawo kana wouya mumbiri yake nomumbiri yaBaba neyavatumwa vatsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ani naani anondinyara kana kunyara mazwi angu, Mwanakomana womunhu achamunyarawo kana wouya mumbiri yake nomumbiri yaBaba neyavatumwa vatsvene. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Kana munhu akanyara pamusoro pangu namashoko angu, Mwanakomana woMunhu achanyarawo pamusoro pake paanouya mukubwinya nomukubwinya kwaBaba nokwavatumwa vatsvene. See the chapter |