Online Bible

- Advertisements -

Ruka 9:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Jesu akati kuna vose, “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake zuva nezuva achinditevera.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino wakati kunaʋose: Kana munhu aciɗa kuʋuya shure kwaŋgu, ŋgaaɀirambe, asimudze mucinjikwa wake zuʋa rimŋe nerimŋe, anditeʋere.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino akati kuna vose, “Kana munhu achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake zuva rimwe nerimwe, anditevere.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Jesu akati kuna vose, “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake zuva nezuva achinditevera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Jesu akati kuna vose, “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake zuva nezuva achinditevera.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ipapo akati kwavari vose, “Kana munhu achida kunditevera, anofanira kuzviramba atore muchinjikwa wake zuva rimwe nerimwe agonditevera.

See the chapter Copy

Ruka 9:23

Follow us:

Advertisements

Advertisements