Ruka 9:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Mwanakomana womunhu anofanira kutambudzika zvikuru agorambwa navakuru vakuru navaPristi vakuru nenyanzvi dzomutemo ozouraiwa achizomutswa nezuva retatu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 aciti: Mŋanakomana womunhu unofanira kutambudzika ɀizhinji, nokurashwa naʋakuru naʋaprista ʋakuru naʋanyori, nokuʋurawa, nokumutswa nezuʋa retatu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 achiti, “Mwanakomana womunhu anofanira kutambudzika zvizhinji, nokuraswa navakuru navapristi vakuru navanyori, nokuurawa, nokumutswa nezuva retatu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Mwanakomana womunhu anofanira kutambudzika zvikuru agorambwa navakuru vakuru navaPristi vakuru nenyanzvi dzomutemo ozouraiwa achizomutswa nezuva retatu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Mwanakomana womunhu anofanira kutambudzika zvikuru agorambwa navakuru vakuru navaPristi vakuru nenyanzvi dzomutemo ozouraiwa achizomutswa nezuva retatu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akatizve, “Mwanakomana woMunhu anofanira kutambudzika pazvinhu zvizhinji agorambwa navakuru, vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, uye anofanira kuurayiwa agomuka pazuva retatu.” See the chapter |