Online Bible

- Advertisements -

Ruka 9:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Izvozvo pakanga paine varume vainge zviuru zvishanu. Jesu akati kuvadzidzi vake, “Itai kuti vanhu vagare pasi muzvikwata zvavanhu vanenge makumi mashanu pachikwata choga choga.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Nokuti ʋaiʋa ʋarume ʋaneŋge ɀuru ɀishanu. Akati kuʋadzidzi ʋake: Ʋagarisei pasi ʋaite mapoka, anaʋanhu ʋaneŋge makumi mashanu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Nokuti vaiva varume vanenge zviuru zvishanu. Akati kuvadzidzi vake, “Vagarisei pasi vaite mapoka, anavanhu vanenge makumi mashanu”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Izvozvo pakanga paine varume vainge zviuru zvishanu. Jesu akati kuvadzidzi vake, “Itai kuti vanhu vagare pasi muzvikwata zvavanhu vanenge makumi mashanu pachikwata choga choga.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Izvozvo pakanga paine varume vainge zviuru zvishanu. Jesu akati kuvadzidzi vake, “Itai kuti vanhu vagare pasi muzvikwata zvavanhu vanenge makumi mashanu pachikwata choga choga.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Pakanga pane varume vangasvika zviuru zvishanu. Asi iye akati kuvadzidzi vake, “Vagarisei pasi vari mumapoka avanhu vangasvika makumi mashanu paboka rimwe nerimwe.”

See the chapter Copy

Ruka 9:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements