Ruka 9:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu akadaidza vane gumi navaviri akavapa simba noukuru pamusoro pemweya yose yakaipa nesimba rokurapa zvirwere. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakaʋuŋganidza ʋanegumi naʋaʋiri, akaʋapa simba necikuriri pamsoro pemŋeya yakaipa yose, nokuporesa kurwara. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akaunganidza vane gumi navaviri, akavapa simba nechiremera pamusoro pemweya yakaipa yose, nokuporesa kurwara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu akadaidza vane gumi navaviri akavapa simba noukuru pamusoro pemweya yose yakaipa nesimba rokurapa zvirwere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu akadaidza vane gumi navaviri akavapa simba noukuru pamusoro pemweya yose yakaipa nesimba rokurapa zvirwere. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jesu akati aunganidza vane Gumi naVaviri vake pamwe chete, akavapa simba nechikuriri kuti vadzinge madhimoni uye vaporese vakanga vane zvirwere, See the chapter |