Ruka 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Dzimwe dzakawira parukangarahwe, asi padzakamera dzakaoma nokuti dzakanga dzisina unyoro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Dzimŋe dzakawira paruware; dzikamera, dzikawoma, nokushaiwa mŋando. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Dzimwe dzakawira paruware; dzikamera, dzikaoma, nokushayiwa mwando. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Dzimwe dzakawira parukangarahwe, asi padzakamera dzakaoma nokuti dzakanga dzisina unyoro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Dzimwe dzakawira parukangarahwe, asi padzakamera dzakaoma nokuti dzakanga dzisina unyoro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Imwe yakawira parukangarahwe, uye payakamera, yakasvava nokuti pakanga pasina unyoro. See the chapter |