Ruka 8:55 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Mweya wake wakadzoka akamuka pakarepo. Jesu akati ngaapiwe chimwe chinhu chokudya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 Ipapo mŋeya wake wakadzoka, akamuka pakarepo. Akaraira kuti apiwe ɀokudya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200255 Ipapo mweya wake wakadzoka, akamuka pakarepo. Akarayira kuti apiwe zvokudya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Mweya wake wakadzoka akamuka pakarepo. Jesu akati ngaapiwe chimwe chinhu chokudya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona55 Mweya wake wakadzoka akamuka pakarepo. Jesu akati ngaapiwe chimwe chinhu chokudya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi55 Mweya wake wakadzokera maari, pakarepo akasimuka. Ipapo Jesu akavarayira kuti vamupe zvokudya. See the chapter |