Ruka 8:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Asi Jesu paakanzwa izvi akapindura achiti, “Usatye tenda chete achaponeswa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ɀino Jesu wakati aciɀinzwa, akapindura, akati: Usatya, tenda ɓedzi, iye ucaponeswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200250 Zvino Jesu akati achizvinzwa, akapindura, akati, “Usatya, tenda bedzi, iye achaponeswa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Asi Jesu paakanzwa izvi akapindura achiti, “Usatye tenda chete achaponeswa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona50 Asi Jesu paakanzwa izvi akapindura achiti, “Usatye tenda chete achaponeswa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Jesu akati anzwa izvi, akati kuna Jairosi, “Usatya; tenda chete, achaporeswa.” See the chapter |