Ruka 8:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata nokuti ndanzwa kuti simba rabuda mandiri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Asi Jesu wakati: Mumŋe wandiɓata, nokuti ndanzwa kuti simba raɓuɗa kwandiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Asi Jesu akati, “Mumwe andibata, nokuti ndanzwa kuti simba rabuda kwandiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata nokuti ndanzwa kuti simba rabuda mandiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata nokuti ndanzwa kuti simba rabuda mandiri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Asi Jesu akati, “Pane mumwe andibata; ndinoziva nokuti simba rabuda mandiri.” See the chapter |