Ruka 8:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Jesu paakadzoka, chita chavanhu chakamugamuchira nokuti vose vakanga vakamumirira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino Jesu wakati acidzoka, ʋazhinji ʋakamugamucira; nokuti ʋose ʋakaŋga ʋakamumirira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Zvino Jesu akati achidzoka, vazhinji vakamugamuchira; nokuti vose vakanga vakamumirira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Jesu paakadzoka, chita chavanhu chakamugamuchira nokuti vose vakanga vakamumirira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Jesu paakadzoka, chita chavanhu chakamugamuchira nokuti vose vakanga vakamumirira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Zvino Jesu akati adzoka, akagamuchirwa navanhu vazhinji, nokuti vakanga vakamutarisira. See the chapter |