Ruka 8:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Murume uya akabviswa mweya yakaipa akakumbira kuti arambe ainaye, asi Jesu akamuti aende zvake achiti, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Asi munhu uyo, makaŋga maɓuɗa mŋeya yakaipa maari, wakakumbira kwaari kuti agare naye. Asi wakamudzosa, aciti: See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Asi munhu uyo, makanga mabuda mweya yakaipa maari, akakumbira kwaari kuti agare naye. Asi akamudzosa, achiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Murume uya akabviswa mweya yakaipa akakumbira kuti arambe ainaye, asi Jesu akamuti aende zvake achiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Murume uya akabviswa mweya yakaipa akakumbira kuti arambe ainaye, asi Jesu akamuti aende zvake achiti, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Murume akanga abuda madhimoni maari akamukumbirisa kuti aende naye, asi Jesu akamuendesa achiti, See the chapter |