Ruka 8:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Avo vakanga vazviona vakavataurira kuti uya akanga akagarwa nemweya yakaipa akaporeswa sei. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ʋakaŋga ʋaɀiʋona ʋakaʋaʋudza mutoʋo waakaporeswa nawo, iye waiʋa nemŋeya yakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Vakanga vazviona vakavaudza mutoo waakaporeswa nawo, iye waiva nemweya yakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Avo vakanga vazviona vakavataurira kuti uya akanga akagarwa nemweya yakaipa akaporeswa sei. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Avo vakanga vazviona vakavataurira kuti uya akanga akagarwa nemweya yakaipa akaporeswa sei. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Vaya vakanga vazviona vakaudza vanhu kuti murume akanga ane dhimoni ainge aporeswa sei. See the chapter |