Ruka 8:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vanhu vakabuda kundoona zvakanga zvaitika. Vakauya kuna Jesu vakawana munhu uya makanga mabuda mweya yakaipa, akagara pasi patsoka dzaJesu akatopfekawo uye pfungwa dzake dzava pamwechete. Vakatya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋakaɓuɗa kundoʋona ɀaitwa; ʋakasika kunaJesu, ʋakandowana munhu, makaŋga maɓuɗa mŋeya yakaipa maari, agere patsoka dzaJesu, apfeka, aʋa munhu kwaye; ʋakatya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Vakabuda kundoona zvaitwa; vakasvika kuna Jesu, vakandoona munhu, makanga mabuda mweya yakaipa maari, agere patsoka dzaJesu, apfeka, ava munhu kwaye; vakatya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vanhu vakabuda kundoona zvakanga zvaitika. Vakauya kuna Jesu vakawana munhu uya makanga mabuda mweya yakaipa, akagara pasi patsoka dzaJesu akatopfekawo uye pfungwa dzake dzava pamwechete. Vakatya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Vanhu vakabuda kundoona zvakanga zvaitika. Vakauya kuna Jesu vakawana munhu uya makanga mabuda mweya yakaipa, akagara pasi patsoka dzaJesu akatopfekawo uye pfungwa dzake dzava pamwechete. Vakatya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 uye vanhu vakabuda kunoona zvakanga zvaitika. Vakati vasvika kuna Jesu vakawana murume akanga abuda madhimoni maari, agere patsoka dzaJesu, apfeka uye ava munhu kwaye, vakatya. See the chapter |