Ruka 8:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino ipapo paiva nedanga renguruve dzakawanda dzaifura zvadzo mujinga megomo. Yakamukumbira kuti ipinde madziri. Akaibvumidza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino kwakaŋga kuri’po ɓoka guru reŋguruʋe zhinji, raifura mugomo; ikakumbira ɀikuru kwaari, kuti aitendere kupinda madziri; akaitendera. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Zvino kwakanga kuripo boka guru renguruve zhinji, raifura mugomo; ikakumbira zvikuru kwaari, kuti aitendere kupinda madziri; akaitendera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino ipapo paiva nedanga renguruve dzakawanda dzaifura zvadzo mujinga megomo. Yakamukumbira kuti ipinde madziri. Akaibvumidza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvino ipapo paiva nedanga renguruve dzakawanda dzaifura zvadzo mujinga megomo. Yakamukumbira kuti ipinde madziri. Akaibvumidza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Pakanga pane boka guru renguruve raifura mujinga mechikomo. Madhimoni akakumbirisa Jesu kuti aabvumire kupinda madziri, akaatendera. See the chapter |