Ruka 8:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ipapo Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akati, “Ndinonzi Hondo” nokuti mweya yakaipa yakawanda yakanga yapinda maari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Jesu akamubvunza, aciti: Zita rako ndianiko? Akati: Regioni. Nokuti mŋeya yakaipa mizhinji yakaŋga yapinda maari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Jesu akamubvunza, achiti, “Zita rako ndianiko?” Akati, “Regioni.” Nokuti mweya yakaipa mizhinji yakanga yapinda maari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ipapo Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akati, “Ndinonzi Hondo” nokuti mweya yakaipa yakawanda yakanga yapinda maari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Ipapo Jesu akamubvunza kuti, “Zita rako ndiani?” Iye akati, “Ndinonzi Hondo” nokuti mweya yakaipa yakawanda yakanga yapinda maari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Jesu akamubvunza akati, “Zita rako ndiwe ani?” Akapindura akati, “Regioni,” nokuti madhimoni mazhinji akanga apinda maari. See the chapter |