Ruka 8:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Rimwe zuva Jesu akapinda mugwa navadzidzi vake. Akati kwavari ngatiyambukirei kumhiri kwegungwa. Nezvo vakatangisa kuenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino nerimŋe ramazuʋa iwayo wakapinda mugwa naʋadzidzi ʋake, akati kwaʋari: Ŋgatiyambukire mhiri kweguŋgwa. Ʋakaenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino nerimwe ramazuva iwayo akapinda muigwa navadzidzi vake, akati kwavari, “Ngatiyambukire mhiri kwegungwa.” Vakaenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Rimwe zuva Jesu akapinda mugwa navadzidzi vake. Akati kwavari ngatiyambukirei kumhiri kwegungwa. Nezvo vakatangisa kuenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Rimwe zuva Jesu akapinda mugwa navadzidzi vake. Akati kwavari ngatiyambukirei kumhiri kwegungwa. Nezvo vakatangisa kuenda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Rimwe zuva Jesu akati kuvadzidzi vake, “Ngatiyambukirei mhiri kwegungwa.” Naizvozvo vakapinda mugwa vakatanga kufamba. See the chapter |