Online Bible

- Advertisements -

Ruka 8:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 pamwechete namamwe madzimai akanga aponeswa kumweya yakaipa nokuzvirwere. Paiti Maria ainzi Magadharena akabviswa mweya yakaipa minomwe

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Naʋamŋe ʋakadzi ʋakaŋga ʋaporeswa pamŋeya yakaipa napamarwere, ʋaiti, Maria unonzi Magdarene, iye wakaŋga aɓuɗa mŋeya yakaipa minomŋe kwaari,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Navamwe vakadzi vakanga vaporeswa pamweya yakaipa napazvirwere, vaiti, Maria anonzi Magadharina, iye akanga abuda mweya yakaipa minomwe kwaari,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 pamwechete namamwe madzimai akanga aponeswa kumweya yakaipa nokuzvirwere. Paiti Maria ainzi Magadharena akabviswa mweya yakaipa minomwe

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 pamwechete namamwe madzimai akanga aponeswa kumweya yakaipa nokuzvirwere. Paiti Maria ainzi Magadharena akabviswa mweya yakaipa minomwe

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 uye vamwewo vakadzi vakanga vaporeswa pazvirwere nemweya yakaipa vaiti: Maria (ainzi Magadharena) uya akanga abudiswa mweya yakaipa minomwe maari,

See the chapter Copy

Ruka 8:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements