Ruka 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kwakazouya amai vake navakoma navanun'una vake asi havana kukwanisa kusvika paari pamusana pechita chavanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakaʋuya kwaari, ʋakasagona kuȿika kwaari nemhaka yaʋanhu ʋazhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 “Zvino mai vake navakoma navanun'una vake vakauya kwaari, vakasagona kusvika kwaari nemhaka yavanhu vazhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kwakazouya amai vake navakoma navanun'una vake asi havana kukwanisa kusvika paari pamusana pechita chavanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kwakazouya amai vake navakoma navanun'una vake asi havana kukwanisa kusvika paari pamusana pechita chavanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvino mai vaJesu navanunʼuna vake vakauya kuzomuona, asi vakanga vasingagoni kuswedera pedyo naye nokuda kwavanhu vazhinji. See the chapter |