Ruka 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu paakazvinzwa, akashamiswa naye, akatendeukira kuchita chavanhu chakanga chichimutevera, akati, “Ndinoti kwamuri, kunyange muIsiraeri handisati ndamboona chitendero chakadai.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jesu wakati acinzwa iɀoɀo, akashamiswa naye, akatendeʋuka, akati kuʋazhinji ʋakaŋga ʋacimuteʋera: Ndinoti kwamuri: Handina‐kumboʋona kutenda kwakaɗai, kunyaŋge napakati paʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Jesu akati achinzwa izvozvo, akashamiswa naye, akatendeuka, akati kuvazhinji vakanga vachimutevera, “Ndinoti kwamuri, handina kumboona kutenda kwakadai, kunyange napakati pavaIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu paakazvinzwa, akashamiswa naye, akatendeukira kuchita chavanhu chakanga chichimutevera, akati, “Ndinoti kwamuri, kunyange muIsiraeri handisati ndamboona chitendero chakadai.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu paakazvinzwa, akashamiswa naye, akatendeukira kuchita chavanhu chakanga chichimutevera, akati, “Ndinoti kwamuri, kunyange muIsiraeri handisati ndamboona chitendero chakadai.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jesu akati anzwa izvi, akashamiswa kwazvo naye, akatendeukira kuvanhu vazhinji vaimutevera akati, “Ndinoti kwamuri, handina kumboona kutenda kwakadai kunyange muIsraeri.” See the chapter |