Online Bible

- Advertisements -

Ruka 7:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 ndosakawo ndazviona ndiri asingakodzeri kuuya kwamuri. Asi ingotaurai izwi chete, muranda wangu achapora,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 naiɀoɀo ndakati handifaniri kuʋuya kwamuri; asi taurai henyu shoko, muranda waŋgu ucapora.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 naizvozvo ndakati handifaniri kuuya kwamuri; asi taurai henyu shoko, muranda wangu achapora.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 ndosakawo ndazviona ndiri asingakodzeri kuuya kwamuri. Asi ingotaurai izwi chete, muranda wangu achapora,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 ndosakawo ndazviona ndiri asingakodzeri kuuya kwamuri. Asi ingotaurai izwi chete, muranda wangu achapora,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ndokusaka ndisina kumbofunga kuti ini ndive nekodzero yokuuya kwamuri. Asi, taurai henyu shoko, uye muranda wangu achapora.

See the chapter Copy

Ruka 7:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements