Ruka 7:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Simoni akamupindura achiti, “Ndinofunga kuti ndouya akaregererwa zvizhinji.” Jesu ndokumuti, “Wapindura zvazviri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Simoni akapindura, akati: Handiti ndiye wakakaŋganwirwa ɀizhinji here? Akati kwaari: Wareʋa kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 Simoni akapindura, akati, “Handiti ndiye wakakanganwirwa zvizhinji here?” Akati kwaari, “Wareva kwazvo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Simoni akamupindura achiti, “Ndinofunga kuti ndouya akaregererwa zvizhinji.” Jesu ndokumuti, “Wapindura zvazviri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Simoni akamupindura achiti, “Ndinofunga kuti ndouya akaregererwa zvizhinji.” Jesu ndokumuti, “Wapindura zvazviri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Simoni akapindura akati, “Ndinofunga kuti ndouya akadzimirwa chikwereti chikuru.” Jesu akati, “Wataura zvakanaka.” See the chapter |