Ruka 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pavakasvika kuna Jesu, vakamukumbirisa vachiti, “Anokodzera kuti mumuitire izvi, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Iʋo ʋakati ʋaciȿika kunaJesu, ʋakakumbira ɀikuru kwaari, ʋaciti: Iye wakafanira kuti mumuitire iɀoɀo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ivo vakati vachisvika kuna Jesu, vakakumbira zvikuru kwaari, vachiti, “Iye akafanira kuti mumuitire izvozvo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pavakasvika kuna Jesu, vakamukumbirisa vachiti, “Anokodzera kuti mumuitire izvi, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pavakasvika kuna Jesu, vakamukumbirisa vachiti, “Anokodzera kuti mumuitire izvi, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vakati vasvika kuna Jesu, vakamukumbira zvikuru vachiti, “Murume uyu akafanira kuti mumuitire izvi, See the chapter |