Ruka 7:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Pakuona izvi, muFarisei uya akanga amukoka, akazviti nechomumwoyo, “Dai munhu uyu anga ari muporofita, angadai aziva kuti mukadzi uyu anomubata ndiani, uye kuti mukadzi worudzii, nokuti mutadzi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino muFarise wakaŋga amuɗana, wakati aciɀiʋona, akareʋa mumŋoyo make, aciti: Munhu uyu, ɗai aiʋa muprofita, uŋgaɗai aiziʋa mukadzi uyu unomuɓata kuti ndiani, ʋuye kuti wakaɗini, nokuti mutadzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Zvino muFarisi akanga amudana, akati achizviona, akareva mumwoyo make, achiti, “Munhu uyu, dai aiva muporofita, angadai aiziva mukadzi uyu anomubata kuti ndiani, uye kuti akadini, nokuti mutadzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Pakuona izvi, muFarisei uya akanga amukoka, akazviti nechomumwoyo, “Dai munhu uyu anga ari muporofita, angadai aziva kuti mukadzi uyu anomubata ndiani, uye kuti mukadzi worudzii, nokuti mutadzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Pakuona izvi, muFarisei uya akanga amukoka, akazviti nechomumwoyo, “Dai munhu uyu anga ari muporofita, angadai aziva kuti mukadzi uyu anomubata ndiani, uye kuti mukadzi worudzii, nokuti mutadzi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Zvino muFarisi uya akanga amukoka akati achiona izvi, akati mumwoyo make, “Dai munhu uyu anga ari muprofita, angadai aziva kuti mukadzi uyu amubata akaita sei, kuti mutadzi.” See the chapter |