Ruka 7:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Zvakaitika kuti mumwe mukadzi womugutamo aiva mutadzi paakanzwa kuti Jesu agere pakudya mumba yomuFarisei uya, akauya nechinu chomunyakwe wearabhasita chiina mafuta okuzora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino tarira, muguta iro makaŋga munomukadzi waiʋa mutadzi; iye wakati anzwa kuti ugere pakudya mumba momuFarise, akaʋuya necinu cearbastera caiʋa necizoro, See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Zvino tarira, muguta iro makanga muno mukadzi aiva mutadzi; iye akati anzwa kuti agere pakudya mumba momuFarisi, akauya nechinu chearibhasitera chaiva namafuta okuzora, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Zvakaitika kuti mumwe mukadzi womugutamo aiva mutadzi paakanzwa kuti Jesu agere pakudya mumba yomuFarisei uya, akauya nechinu chomunyakwe wearabhasita chiina mafuta okuzora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Zvakaitika kuti mumwe mukadzi womugutamo aiva mutadzi paakanzwa kuti Jesu agere pakudya mumba yomuFarisei uya, akauya nechinu chomunyakwe wearabhasita chiina mafuta okuzora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Mumwe mukadzi womuguta umu akanga achirarama muzvivi akati anzwa kuti Jesu akanga agere pakudya mumba momuFarisi, akauya nechinu chamafuta anonhuhwira chearabhasta, See the chapter |