Ruka 7:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Mwanakomana womunhu akauya achidya uye achinwa, moti munhu uyu ane nhafu uye chidhakwa neshamwari yavateresi navatadzi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Mŋanakomana womunhu wakaʋuya acidya, acinwa, ɀino moti: Tarirai, munhu unokara, nomunwi, neshamŋari yaʋateresi naʋatadzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Mwanakomana womunhu akauya achidya, achinwa, zvino moti, ‘Tarirai, munhu anokara, nomunwi, neshamwari yavateresi navatadzi.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Mwanakomana womunhu akauya achidya uye achinwa, moti munhu uyu ane nhafu uye chidhakwa neshamwari yavateresi navatadzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Mwanakomana womunhu akauya achidya uye achinwa, moti munhu uyu ane nhafu uye chidhakwa neshamwari yavateresi navatadzi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Mwanakomana woMunhu akauya achidya uye achinwa, imi mukati, ‘Houno munhu wamadyo uye chidhakwa, shamwari yavateresi na“vatadzi”.’ See the chapter |