Ruka 7:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 “Ko vanhu vechizvarwa chino ndingavaenzanise neiko? Uye vakafanana neiko? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Naiɀoɀo ʋanhu ʋorudzi urwu ndicaʋafananidza neiko? Ʋakafanana nei? See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 “Naizvozvo vanhu vorudzi urwu ndichavafananidza neiko? Vakafanana nei? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 “Ko vanhu vechizvarwa chino ndingavaenzanise neiko? Uye vakafanana neiko? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 “Ko vanhu vechizvarwa chino ndingavaenzanise neiko? Uye vakafanana neiko? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Zvino, ndingafananidza rudzi rwakadai neiko? Vakafanana neiko? See the chapter |