Ruka 7:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi vaFarisei nenyanzvi dzoMutemo nokusaombekwa kwavo naJohani, vakaramba zvakarongwa naMwari pamusoro pavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi ʋaFarise naʋaɗudziri ʋomurairo ʋakaramba kufuŋga kwaMŋari pamsoro paʋo, ʋakasabapatidzwa naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Asi vaFarisi navadudziri vomurayiro vakaramba kufunga kwaMwari pamusoro pavo, vakasabhabhatidzwa naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi vaFarisei nenyanzvi dzoMutemo nokusaombekwa kwavo naJohani, vakaramba zvakarongwa naMwari pamusoro pavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi vaFarisei nenyanzvi dzoMutemo nokusaombekwa kwavo naJohani, vakaramba zvakarongwa naMwari pamusoro pavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi vaFarisi nenyanzvi dzomurayiro vakaramba kuda kwaMwari pamusoro pavo, nokuti vakanga vasina kubhabhatidzwa naJohani. See the chapter |