Ruka 7:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pakunzwa izvi, vanhu vose navateresiwo vakapembedza ururami hwaMwari nokuombekwa kwavakanga vaitwa noruombeko rwaJohani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ʋanhu ʋose naʋateresi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati Mŋari wakarurama, ɀaʋakaŋga ʋabapatidzwa norubapatidzo rwaJohane. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Zvino vanhu vose navateresi vakati vachizvinzwa vakati Mwari akarurama, zvavakanga vabhabhatidzwa norubhabhatidzo rwaJohani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pakunzwa izvi, vanhu vose navateresiwo vakapembedza ururami hwaMwari nokuombekwa kwavakanga vaitwa noruombeko rwaJohani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Pakunzwa izvi, vanhu vose navateresiwo vakapembedza ururami hwaMwari nokuombekwa kwavakanga vaitwa noruombeko rwaJohani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vanhu vose, kunyange navateresi, vakati vanzwa mashoko aJesu, vakabvuma kuti nzira yaMwari yakarurama, nokuti vakanga vabhabhatidzwa naJohani. See the chapter |