Ruka 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvino mumwe mutungamiri wezana aiva nomuranda waaida chaizvo. Muranda uyu akanga achirwara; ava kutoda kufa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Muranda womumŋe mukuru wezana waiɗikanwa naye, wakaŋga acirwara, acitandadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Muranda womumwe mukuru wezana aidikanwa naye, akanga achirwara, achitandadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvino mumwe mutungamiri wezana aiva nomuranda waaida chaizvo. Muranda uyu akanga achirwara; ava kutoda kufa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvino mumwe mutungamiri wezana aiva nomuranda waaida chaizvo. Muranda uyu akanga achirwara; ava kutoda kufa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Imomo maiva nomuranda womukuru wezana, aidiwa chose natenzi wake, akanga achirwara uye ava kuda kufa. See the chapter |