Ruka 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakanga vatumwa vaya pavakadzokera kumba kuya vakandowana muranda uya ave wadi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakaŋga ʋatumŋa ʋacidzokera kumba, ʋakandowana muranda apora. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Vakanga vatumwa vachidzokera kumba, vakandowana muranda apora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakanga vatumwa vaya pavakadzokera kumba kuya vakandowana muranda uya ave wadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakanga vatumwa vaya pavakadzokera kumba kuya vakandowana muranda uya ave wadi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ipapo varume vaya vakanga vatumwa vakadzokera kumba vakawana muranda uya apora. See the chapter |