Online Bible

- Advertisements -

Ruka 7:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kuzoti Jesu apedza kutaura mashoko ake ose kuvanhu vakanga vakateerera, akapinda muKapenaumu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino wakati apedzisa mashoko ake ose, ʋanhu ʋacianzwa, akapinda Kapernaume.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino akati apedzisa mashoko ake ose, vanhu vachianzwa, akapinda Kapenaume.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kuzoti Jesu apedza kutaura mashoko ake ose kuvanhu vakanga vakateerera, akapinda muKapenaumu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kuzoti Jesu apedza kutaura mashoko ake ose kuvanhu vakanga vakateerera, akapinda muKapenaumu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jesu akati apedza kutaura zvose izvi vanhu vachizvinzwa, akapinda muKapenaume.

See the chapter Copy

Ruka 7:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements