Ruka 6:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jesu akavapindura akati, “Hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi musi uya waakanga oziya iye navanhu vaaiva navo, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Jesu akaʋapindura, akati: Ko hamuna‐kuraʋa here ɀakaitwa naDavidi, musi waakaŋga aziya, iye naʋakaŋga ʋanaye; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Jesu akavapindura, akati, “Ko hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi, musi waakanga aziya, iye navakanga vanaye; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jesu akavapindura akati, “Hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi musi uya waakanga oziya iye navanhu vaaiva navo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Jesu akavapindura akati, “Hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi musi uya waakanga oziya iye navanhu vaaiva navo, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jesu akavapindura akati, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi paakanga ava nenzara, iye neshamwari dzake? See the chapter |