Ruka 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino Simoni Pita akati aona izvi, akazviwisira pasi pamabvi aJesu achiti, “Tenzi, ibvai henyu kwandiri, nokuti ndiri mutadzi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino, Simoni Petro wakati aciɀiʋona, akaɀiwisira pasi pamabvi aJesu, akati: Ishe, ibvai kwandiri, nokuti ndiri mutadzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino, Simoni Pita wakati achizviona, akazviwisira pasi pamabvi aJesu, akati, “Ishe, ibvai kwandiri, nokuti ndiri mutadzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino Simoni Pita akati aona izvi, akazviwisira pasi pamabvi aJesu achiti, “Tenzi, ibvai henyu kwandiri, nokuti ndiri mutadzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino Simoni Pita akati aona izvi, akazviwisira pasi pamabvi aJesu achiti, “Tenzi, ibvai henyu kwandiri, nokuti ndiri mutadzi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Simoni Petro akati achiona izvi, akawira pamabvi aJesu akati, “Ibvai kwandiri, Ishe; ndiri mutadzi!” See the chapter |