Ruka 5:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Asi mazuva achauya avachatorerwa muwani. Pamazuva iwayo ndipo pavachazotsanya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Asi mazuʋa acaȿika; ɀino kana cikomba cazobviswa kwaʋari, ʋacaɀinyima ɀokudya namazuʋa iwayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Asi mazuva achasvika; zvino kana muwani azobviswa kwavari, vachazvinyima zvokudya namazuva iwayo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Asi mazuva achauya avachatorerwa muwani. Pamazuva iwayo ndipo pavachazotsanya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Asi mazuva achauya avachatorerwa muwani. Pamazuva iwayo ndipo pavachazotsanya.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Asi nguva ichauya apo chikomba chichabviswa kwavari; mumazuva iwayo vachatsanya.” See the chapter |