Online Bible

- Advertisements -

Ruka 5:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Jesu akati kwavari, “Mungaite kuti vanhu vari pamuchato vatsanye, iye muwani vachinaye here?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Jesu akati kwaʋari: Muŋgadziʋisa shamŋari dzecikomba kudya, cikomba ciri kwaʋari here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Jesu akati kwavari, “Mungadzivisa shamwari dzemuwani kudya, muwani achiri kwavari here?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Jesu akati kwavari, “Mungaite kuti vanhu vari pamuchato vatsanye, iye muwani vachinaye here?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Jesu akati kwavari, “Mungaite kuti vanhu vari pamuchato vatsanye, iye muwani vachinaye here?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Jesu akavapindura akati, “Mungaite here kuti shamwari dzechikomba dzitsanye iye achinavo?

See the chapter Copy

Ruka 5:34

Follow us:

Advertisements

Advertisements