Ruka 5:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chakareruka ndechipi, kuti, ‘Waregererwa zvitadzo zvako,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Cinyiko cakareruka, kuti: Wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako, kana kuti: Simuka, ufambe? See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Chiiko chakareruka, kuti, ‘Wakanganwirwa zvivi zvako,’ kana kuti, ‘Simuka, ufambe?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chakareruka ndechipi, kuti, ‘Waregererwa zvitadzo zvako,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Chakareruka ndechipi, kuti, ‘Waregererwa zvitadzo zvako,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe?’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ndezvipiko zvakareruka: kuti, ‘Zvivi zvako zvaregererwa,’ kana kuti, ‘Simuka ufambe’? See the chapter |