Online Bible

- Advertisements -

Ruka 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi Jesu akaona pfungwa dzavo akavapindura achiti, “Munofungireiko zvakadai mumwoyo menyu?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino Jesu, ɀaaiziʋa mifuŋgo yaʋo, akapindura, akati kwaʋari: Munofuŋgeiko mumŋoyo yenyu?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino Jesu, zvaaiziva mifungo yavo, akapindura, akati kwavari, “Munofungeiko mumwoyo yengu?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi Jesu akaona pfungwa dzavo akavapindura achiti, “Munofungireiko zvakadai mumwoyo menyu?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Asi Jesu akaona pfungwa dzavo akavapindura achiti, “Munofungireiko zvakadai mumwoyo menyu?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Jesu aiziva zvavaifunga uye akabvunza achiti, “Seiko muchifunga zvinhu izvi mumwoyo yenyu?

See the chapter Copy

Ruka 5:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements