Ruka 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vanhu zvavakanga vachiti unga–unga padyo naJesu vachida kunzwa shoko raMwari, iye akanga akamira pamahombekombe egungwa reGenesareti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino, ʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋacimumanikidza kuti ʋanzwe shoko raMŋari, iye amire paguŋgwa reGenesareta, See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino, vanhu vazhinji vakati vachimumanikidza kuti vanzwe shoko raMwari, iye amire pagungwa reGenesareti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vanhu zvavakanga vachiti unga–unga padyo naJesu vachida kunzwa shoko raMwari, iye akanga akamira pamahombekombe egungwa reGenesareti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vanhu zvavakanga vachiti unga–unga padyo naJesu vachida kunzwa shoko raMwari, iye akanga akamira pamahombekombe egungwa reGenesareti. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Rimwe zuva Jesu zvaakanga amire paGungwa reGenesareti, vanhu vakaungana vakamukomberedza vachiteerera kushoko raMwari, See the chapter |