Online Bible

- Advertisements -

Ruka 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 akachimuti; “Ndichakupa umambo hwose uhwu nomukurumbira wahwo nokuti zvakaturirwa kwandiri, uyezve ndinozvipa kune wandinenge ndichida.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Diaborosi akati kwaari: Ndicakupa simba iri rose nokubginya kwaɀo, nokuti ndakabgupiwa ini, kuti ndibgupe wandinoɗa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Dhiabhori akati kwaari, “Ndichakupa simba iri rose nokubwinya kwazvo, nokuti ndakahupiwa ini, kuti ndihupe wandinoda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 akachimuti; “Ndichakupa umambo hwose uhwu nomukurumbira wahwo nokuti zvakaturirwa kwandiri, uyezve ndinozvipa kune wandinenge ndichida.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 akachimuti; “Ndichakupa umambo hwose uhwu nomukurumbira wahwo nokuti zvakaturirwa kwandiri, uyezve ndinozvipa kune wandinenge ndichida.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Akati kwaari, “Ndichakupa simba rahwo rose nokubwinya kwahwo, nokuti ndakahupiwa, uye ini ndinogona kuhupa kuna ani zvake wandinoda.

See the chapter Copy

Ruka 4:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements