Ruka 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Satani akamutungamidza oenda naye pakakwirira akamuratidza umambo noumambo hwapasi pose nakanguva kadukuduku, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino akamutuŋgamirira kumsoro, akamuratidza ʋushe bgose bgenyika neŋguʋa ɗuku‐ɗuku. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino akamutungamirira kugomo refurefu, akamuratidza ushe hwose hwenyika nenguva duku-duku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Satani akamutungamidza oenda naye pakakwirira akamuratidza umambo noumambo hwapasi pose nakanguva kadukuduku, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Satani akamutungamidza oenda naye pakakwirira akamuratidza umambo noumambo hwapasi pose nakanguva kadukuduku, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Satani akamutungamirira kunzvimbo yakakwirira uye akamuratidza munguva diki diki umambo hwose hwenyika. See the chapter |