Ruka 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akamupindura, akati: Kwakanyorwa kuti munhu haaŋgararami neciŋgwa ɓedzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akamupindura, akati, “Kwakanyorwa kuti munhu haangararami nechingwa bedzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jesu akapindura akati, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Munhu haararami nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobuda mumuromo maMwari.’ ” See the chapter |