Ruka 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Satani akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti ibwe iri rive chingwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Diaborosi akati kwaari: Kana uri Mŋanakomana waMŋari, ʋudza ibge iri kuti riʋe ciŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Dhiabhori akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari, udza ibwe iri kuti rive chingwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Satani akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti ibwe iri rive chingwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Satani akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti ibwe iri rive chingwa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Satani akati kwaari, “Kana iwe uri mwanakomana waMwari, rayira dombo iri kuti rive chingwa.” See the chapter |