Ruka 4:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pakunzwa izvi, vose vakanga vari musinagogu vakazadzwa nehasha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo ʋose ʋakaŋga ʋari musinagoge, ʋakatsamŋa ɀikuru, ʋacinzwa iɀoɀo, See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo vose vakanga vari musinagoge, vakatsamwa zvikuru, vachinzwa izvozvo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pakunzwa izvi, vose vakanga vari musinagogu vakazadzwa nehasha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pakunzwa izvi, vose vakanga vari musinagogu vakazadzwa nehasha. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vanhu vose vakanga vari musinagoge vakatsamwa kwazvo pavakanzwa izvi. See the chapter |