Ruka 4:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Uye ndokuti, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakuna muporofita anogamuchirwa munyika make. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Akati: Ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Hakunomuprofita unogamucirwa munyika yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Akati, “Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, hakuna muporofita anogamuchirwa munyika yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Uye ndokuti, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakuna muporofita anogamuchirwa munyika make. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Uye ndokuti, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakuna muporofita anogamuchirwa munyika make. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akaenderera mberi achiti, “Ndinokuudzai chokwadi kuti hakuna muprofita anogamuchirwa muguta rake. See the chapter |