Ruka 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvino Jesu akauya kuNazareti kwaakanga arerwa. Akapinda musinagogu nomusi weSabata, samaitiro ake. Akasimuka kuti averenge See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaȿika paNazareta, paakaŋga arerwa, akapinda musinagoge nomusi wesaɓata seɀaaisiita, akasimuka kuti araʋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Akasvika kuNazareta, kwaakanga arerwa, akapinda musinagoge nomusi weSabata sezvaaisiita, akasimuka kuti arave. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvino Jesu akauya kuNazareti kwaakanga arerwa. Akapinda musinagogu nomusi weSabata, samaitiro ake. Akasimuka kuti averenge See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvino Jesu akauya kuNazareti kwaakanga arerwa. Akapinda musinagogu nomusi weSabata, samaitiro ake. Akasimuka kuti averenge See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akaenda kuNazareta, kwaakanga arerwa, uye nomusi weSabata akapinda musinagoge, setsika yake. Akasimuka kuti averenge. See the chapter |