Ruka 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku ramazwi aIsaya muporofita zvichinzi, “Izwi reanodaidzira ari mugwenga achiti: ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 seɀaɀakanyorwa mubuku yamashoko aIsaya muprofita, ɀicinzi: Inzwi rounoɗana murenje, Gadzirai nzira yaShe, Ruramisai migwagwa yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 sezvazvakanyorwa mubhuku yamashoko aIsaya muporofita, zvichinzi, “Izwi roanodana murenje, ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku ramazwi aIsaya muporofita zvichinzi, “Izwi reanodaidzira ari mugwenga achiti: ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Sokunyorwa kwazvakaitwa mubhuku ramazwi aIsaya muporofita zvichinzi, “Izwi reanodaidzira ari mugwenga achiti: ‘Gadzirirai mugwagwa waTenzi, ruramisai nzira dzake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Sezvazvakanyorwa mubhuku ramashoko aIsaya muprofita zvichinzi: “Inzwi rounodana murenje richiti, ‘Gadzirai nzira yaShe, ruramisai migwagwa yake. See the chapter |