Online Bible

- Advertisements -

Ruka 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 akatowedzera zvakare pamusoro paizvozvi zvose nokuisa kwaakaita Johani mujeri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 wakawedzera pamsoro peɀose cinhu ici, kuti wakapfigira Johane mutoroŋgo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

20 akawedzera pamusoro pezvose chinhu ichi, kuti akapfigira Johani mutorongo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 akatowedzera zvakare pamusoro paizvozvi zvose nokuisa kwaakaita Johani mujeri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 akatowedzera zvakare pamusoro paizvozvi zvose nokuisa kwaakaita Johani mujeri.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Herodhi akawedzera pazviri zvose nokuita izvi: Akapfigira Johani mutorongo.

See the chapter Copy

Ruka 3:20

Follow us:

Advertisements

Advertisements